Search

無料の電子書籍とオーディオブック

水と御霊の福音

ショナ語  1

Wakaberekwa Patsva neMvura Uye noMweya Zvamazvirokw azvo Here?

Rev. Paul C. Jong | ISBN 8983140852 | ページ 409

電子書籍とオーディオブックを無料でダウンロード

お好みのファイル形式を選択し、モバイル端末、PC、タブレットに安全にダウンロードして、説教集をいつでもどこでも読んだり聴いたりすることができます。すべての電子書籍とオーディオブックは完全無料です。

下記のプレーヤーでオーディオブックを聴くことができます。🔻
ペーパーバックを所有
Amazonでペーパーバックを購入
ZVIRI MUKATI

Zaruro

Chikamu Chekutanga - Mharidzo
1. Tinofanira Kutanga Taziva Nezve Zvivi Zvedu Kuti Tidzikinurwe (Marko 7:8-9, 20-23) 
2. Vanhu Venyama Vanozvarwa Vari Vatadzi (Marko 7:20-23) 
3. Kuita Zvinhu Zvose neMurairo Kungatiponesa Here? (Ruka 10:25-30) 
4. Dzikinuro Yekusingaperi (Johane 8:1-12) 
5. Bhapatidzo yaJesu neYananisiro yeZvivi (Mateo 3:13-17) 
6. Jesu Kristu Akauya neMvura, neRopa uye noMweya (1 Johane 5:1-12) 
7. Bhapatidzo yaJesu Mucherechedzo weRuponeso rweVatadzi (1 Petro 3:20-22) 
8. Evhangeri yeYananisiro Zhinji Kwazvo (Johane 13:1-17) 

Chikamu Chepiri - Pendero
1. Kupupura kweRuponeso 
2. Tutsiro yeTsanangudzo 
3. Mibvunzo neMhiduro 
 
Chinyorwa chino chinonyanya kubata "Nezvekuzvarwa patsva nemvura nemweya". Ndiwo mavambo echinyorwa chino. Nemamwe mashoko, bhuku rino, rinoburitsa pachena kuti kuzvarwa patsva zvinorevei uye kuti unozvarwa sei nemvura nemweya zvichinyatso enderana neBhaibheri. Mvura ino miririra kubhabhatidzwa kwaJesu pana Jorodhani uye Bhaibheri rinoti iro ,zvitadzo zvedu zvose zvakaiswa pana Jesu apo paakango bhabhatidzwa naJohane mubhabhatidzi. Johane aiva mumiriri w emarudzi ose uye ari wedzinza raAroni mushumiri mukuru. Aroni aiturika maoko ake pamusoro wembudzi kuti aise zvitadzo zvose zvepagore zvava Israyera nezuva rokuwadzaniswa. Unova waiva mumvuri wezvakanaka zvainge zvichauya. Kubhabhatidzwa kwaJesu kwai fananidzira kuturikwa kwamaoko pana Jorodhani. Nokudaro akatora zvitadzo zvose zvapasi rino nokubhabhatidzwa kwake uye akaroverwa kuti aripe zvitadzo, Asi vatendi vazhinji havazivi kuti sei Jesu akabhabhatidzwa naJohane mubhabhatidzi munaJorodhani. Kubhabhatidzwa kwaJesu ndiro shoko guru riri mubhuku rino, uye chiri chikamu chakakosha pavhangeri remvura nemweya. Tinogona kungozvarwa patsva chete kana tichitenda mukubhabhatidzwa kwaJesu uye nemuchinjikwa wake.
もっと見る
オーディオブックプレーヤー

このタイトルに関連する書籍

The New Life Mission

アンケートに答える

当サイトをどのようにお知りになりましたか?