• 所有新生命宣教会 The New Life Mission 网站上的电子书和有声书均可免费下载
  • 探索以多种语言提供的全球性讲道
  • 查看我们已翻译成27种语言的网站
  • 第1卷新修订版已全新推出
Search

免费电子书和有声读物

约翰福音

肖纳语  20

Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (III) - Idyai Nyama Yangu Uye Inwai Ropa Rangu

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928261314 | 页码 381

下载免费电子书和有声读物

选择您喜欢的文件格式,安全下载到手机、电脑或平板电脑,随时随地阅读和收听讲道集。所有电子书和有声读物都完全免费。

您可以通过下方播放器收听有声读物。🔻
拥有平装书
在亚马逊购买平装书
Zviri Mukati
 
Zaruro 
1. Zvingwa Zviduku neHove Zvingasvikepiko Pakati peVanhu Vakawanda Kudai? (Johane 6:1-15) 
2. Kutenda kuna Iye Wakagadzwa naMwari Ndiro Basa raMwari (Johane 6:16-29) 
3. Shandirai Zvekudya Zvinogara kuHupenyu Husingaperi (Johane 6:16-40) 
4. Kurarama Sezvinoreva Mweya (Johane 6:26-40) 
5. Shandirai Zvekudya Zvisingaperi paNyika Pano (Johane 6:26-59) 
6. Tinofanira Kudya Chingwa Chakabva kuDenga Kuburikidza neKutenda kuEvhangeri yeMvura noMweya (Johane 6:28-58) 
7. Jesu Kristu Uyo Akava Chingwa cheHupenyu Kwatiri (Johane 6:41-51) 
8. Ko Tingadya Sei Nyama yaJesu? (Johane 6:41-59) 
9. Tendai Kuna Jesu Uyo Akabva kuDenga seMuponesi muMoyo Menyu (Johane 6:41-51) 
10. Jesu Akatipa Hupenyu Husingaperi hweChokwadi! (Johane 6:47-51) 
11. Tingadya Sei Chirairo Chitsvene neKutenda Chaiko (Johane 6:52-59) 
12. Jesu Uyo Akatipa Chingwa cheHupenyu (Johane 6:54-63) 
13. Munofanira Kuparidza Nezve Nyama yaJesu neRopa Rake kuMhuri Dzenyu (Johane 6:51-56) 
14. Ko Tinofanira Kuraramra Chii? (Johane 6:63-69) 
15. Tinofanira Kuva neRuzivo Chairwo rweZvokwadi (Johane 6:60-71) 
 

Jesu Kristu Akatipa Hupenyu Husingaperi Kuburikidza neNyama Yake Uye neRopa Rake

Kereke inochengeta zvirango zviviri izvo zvakarairwa naJesu Kristu. Chekutanga ndeche bhapatidzo, uye chechipiri ndeche Chirairo Chitsvene. Tinodya Chirairo tichidzeya evhangeri yeZvokwadi yakaratidzwa kuburikidza nechingwa newaini, tichirangarira evhangeri ino. 
Kana pari pachirango cheChirairo Chitsvene, tinodya chingwa tichirangarira nyama yaJesu, uye tinonwa waini semhemberero yeropa rake. Nekudaro, dudziro chaiyo yeChirairo Chitsvene ndeyekusimbisa kutenda kwedu muZvokwadi yekuti Jesu akatiponesa pazvivi zvenyika uye akatipa hupenyu hutsva kuburikidza nebhapatidzo yake uye nekufa kwake paMuchinjikwa. 
Asi, dambudziko nderekuti vaKristu vose vanodya Chirairo Chitsvene sechirango bedzi, pasina kana kuziva kuti chirevo chekuti, “Nyama yangu ndiyo chekudya chaicho, uye ropa rangu ndiro chekunwa chaicho” (Johane 6:55). Naizvozvo, mukati meevhngeri yemvura noMweya, tinofanira zvakare kunangana nedudziro yekuraira kwaJesu kuti tidye nyama yake uye nekunwa ropa rake, uye tigodavira kwairi.
更多

与该标题相关的书籍

The New Life Mission

参加我们的调查

您是如何了解到我们的?