• 所有新生命宣教会 The New Life Mission 网站上的电子书和有声书均可免费下载
  • 探索以多种语言提供的全球性讲道
  • 查看我们已翻译成27种语言的网站
  • 第1卷新修订版已全新推出
Search

免费电子书和有声读物

创世记

肖纳语  22

Mharidzo Pamusoro paGenesisi (I) - KUDA kwa Mutsvene Vatatu-mumwe kuVaNHU veNYAMA

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928261321 | 页码 503

下载免费电子书和有声读物

选择您喜欢的文件格式,安全下载到手机、电脑或平板电脑,随时随地阅读和收听讲道集。所有电子书和有声读物都完全免费。

您可以通过下方播放器收听有声读物。🔻
拥有平装书
在亚马逊购买平装书
Zviri Mukati
 
Zaruro 
 
CHITSAUKO 1
1. Bhaibheri iShoko reRuponeso, Harisi Bhuku reSaenzi (Genesisi 1:1-2) 
2. Ko Makaita Chiedza muEvhangeri yeZvokwadi Here? (Genesisi 1:2-3) 
3. Kubva kuSimba reRima kuenda kuHumambo hweMwanakomana (Genesisi 1:2-5) 
4. Zuva Rekutanga: Pakutanga Mwari Akasika Matenga neNyika (Genesisi 1:1-5) 
5. Mvura Yaiva Pamusoro peNzvimbo Uye neMvura Yaiva Pasi peNzvimbo (Genesisi 1:6-8) 
6. Mwari Akaparadzanisa Mvura paZuva Rechipiri (Genesisi 1:6-8) 
7. Kuzadzisa Kuda kwaMwari (Genesisi 1:9-13) 
8. Kuti Tipinde Mukati meBasa raMwari (Genesisi 1:9-13) 
9. Tinogona Kuponeswa paZvivi Zvedu Zvese Kana Bedzi Tichiziva Huipi Hwedu Hwese (Genesisi 1:9-13) 
10. Zvinofanira Kuitwa neVaranda vaMwari Avo Vanotenda kuEvhangeri yeMvura noMweya (Genesisi 1:14-19) 
11. Mwari Anotiita Midziyo Inokosha (Genesisi 1:16-19) 
12. Vakarurama Vachararama neKutenda Chete (Genesisi 1:20-23) 
13. Pirai Moyo Yenyu Pamberi paMwari (Genesisi 1:20-23) 
14. Hupenyu hweVanhu veKutenda Avo Vanodavira kuShoko raMwari neMoyo Yavo (Genesisi 1:20-23) 
15. Chikonzero Icho Mwari Akatisika neMufananidzo Wake (Genesisi 1:24-31) 
16. Takasikwa neMufananidzo waMwari (Genesisi 1:24-31) 
 
 
Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva nechinangwa ichi mupfungwa dzake. Uye Mwari akanga achida kutitsanangurira nzvimbo yeDenga, iyo isingaonekwi nemaziso enyama, asi nekushandisa muenzaniso wepanyika tinogona kuona tose uye nekunzwisisa. 
Kunyange nyika isati yavepo, Mwari akanga achida kuponesa munhu zvakakwana kuburikidza nekupa evhangeri yemvura noMweya kumoyo wemunhu wese. Naizvozvo, kunyange zvazvo vanhu vose venyama vakasika kubva muhuruva, vanofanira kudzidza uye nekuziva Zvokwadi yemvura noMweya kuti zvigonakira moyo yavo pachavo. Kana vanhu vakaramba vachirarama vasingazive hukuru hweDenga, vacharasikirwa kwete nezvinhu zvepanyika bedzi, asi nezvinhu zvese zveDenga. 
更多

与该标题相关的书籍

The New Life Mission

参加我们的调查

您是如何了解到我们的?