• 所有新生命宣教会 The New Life Mission 网站上的电子书和有声书均可免费下载
  • 探索以多种语言提供的全球性讲道
  • 查看我们已翻译成27种语言的网站
  • 第1卷新修订版已全新推出
Search

免费电子书和有声读物

水与灵的福音

肖纳语  65

CHII CHINODIKANWA PAURI KUTI UZVARWE PATSVA?

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928240425 | 页码 379

下载免费电子书和有声读物

选择您喜欢的文件格式,安全下载到手机、电脑或平板电脑,随时随地阅读和收听讲道集。所有电子书和有声读物都完全免费。

您可以通过下方播放器收听有声读物。🔻
拥有平装书
在亚马逊购买平装书
ZVIRI MUKATI
 
Zaruro 
1. Ndiyani Anonamata muMweya nemuZvokwadi? (Johane 4:1-24) 
2. Zvinorevei Kuti Kuzvarwa Patsva Zvechokwadi? (Johane 4:1-19) 
3. Ramba Pfungwa Dzako Pachako (2 Madzimambo 5:15-19) 
4. Iwe Pauzima neRudo rwaShe (Johane 3:16) 
5. Tinofanira Kuzvarwa Patsva Kuburikidza Nekutenda kuEvhangeri yeMvura noMweya (Johane 3:1-5) 
6. Kutenda Kunokunda Nyika Ino (Johane 15:1-9) 
7. Kutenda kuBasa raMwari Ndiko Kuita Basa raMwari (Johane 6:16-29) 
8. Jesu Akashambidza Tsoka Dzedu Sekushambidza Kwaakaita Tsoka dzaPetro (Johane 13:1-11) 
9. Ishe Wedu Akatiropafadza Kuti Timutevere Kunyange Zvazvo Tiine Kusakwanira Kuzhinji (Johane 21:15-19) 
10. Chitemero Chomene Chinodikanwa Pakugovera Ruwadzano Muna Kristu (1 Johane 1:1-10) 
11. Bhaibheri Rinorevei Parinoti Hakuna Munhu Anogara Maari Anoramba Achitadza? (1 Johane 3:1-10) 
12. Ko Unoda Kuti Kutenda Kwako Kuve Kwakafanana nekwaPetro Zvechokwadi Here? (Mateo 16:13-20) 
13. Kururama kwaIshe Kwakafanira Zvakanyanya Kwatiri Isu Tinoita Zvivi Nguva Dzose (Mateo 9:9-13) 
 
 
VaKristu vanhasi uno vanofanira kushandura pfungwa dzavo. Vanofanira kutenda kuevhangeri yemvura noMweya yakapiwa naMwari seruponeso rwavo. Tose tinofanira kuwonga Ishe nekutipa evhangeri ino yemvura noMweya. Ko tingareva sei tichiti basa raIshe reruponeso iro rakatisunungura pazvivi zvose zvenyika harina zvarinoshanda? Vanhu vese vanofanira kuzvarwa patsva, kuburikidza nebhuku rino pamusoro peevhangeri yemvura noMweya, nekutenda kuruponeso rwakazadziswa naIshe kamwechete zvachose. Kana usati wava nechokwadi pamusoro pazvo, unofanira kufunga zvakare zvakadzama pamusoro pekururama kwaMwari kwawakapiwa naIshe.
更多

与该标题相关的书籍

The New Life Mission

参加我们的调查

您是如何了解到我们的?