• 所有新生命宣教会 The New Life Mission 网站上的电子书和有声书均可免费下载
  • 探索以多种语言提供的全球性讲道
  • 查看我们已翻译成27种语言的网站
  • 第1卷新修订版已全新推出
Search

免费电子书和有声读物

启示录

肖纳语  7

Tsanangudzo neMharidzo Pamusoro peBhuku yaZvakazarurwa - KO NGUVA yaANTIKRISTU, NEKUURAIWA-KWEVATSVENE, NEKUTORWA KWAVO, UYE NEHUMAMBO HWEMAKORE-CHURU IRI KUUYA HERE? (Ⅰ)

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928209897 | 页码 349

下载免费电子书和有声读物

选择您喜欢的文件格式,安全下载到手机、电脑或平板电脑,随时随地阅读和收听讲道集。所有电子书和有声读物都完全免费。

您可以通过下方播放器收听有声读物。🔻
拥有平装书
在亚马逊购买平装书
HWERENGEDZO
 
Musumo 

CHITSAUKO 1 
1. Tererai Shoko reZvakazarurwa zvaMwari (Zvakazarurwa 1:1-20) 
2. Tinofanira Kuziva Nguva Nomwe 

CHITSAUKO 2 
1. Tsamba kuKereke iri paEfeso (Zvakazarurwa 2:1-7) 
2. Kutenda Kunogamuchira Kuuraiwa 
3. Tsamba kuKereke Iri PaSimirina (Zvakazarurwa 2:8-11) 
4. Uve Wakatendeka Kusvikira Parufu 
5. Ndiyani Angaponeswa Kubva Pachivi? 
6. Tsamba kuKereke Iri paPerigamo (Zvakazarurwa 2:12-17) 
7. Vatevedzi veDzidziso yevaNikoraiti 
8. Tsamba kuKereke iri paTiatira (Zvakazarurwa 2:18-29) 
9. Ko Wakaponeswa neMvura noMweya Here? 

CHITSAUKO 3
1. Tsamba kuKereke iri paSadhisi (Zvakazarurwa 3:1-6) 
2. Avo Vasina Kusvibisa Nguvo Chena Dzavo 
3. Tsamba kuKereke iri paFiradherifia (Zvakazarurwa 3:7-13) 
4. Varanda neVatsvene vaMwari Vanofadza Moyo Wake 
5. Tsamba kuKereke iri paRaodhikia (Zvakazarurwa 3:14-22) 
6. Kutenda Kwazvokwadi Pavupenyu hwekuva Mudzidzi 

CHITSAUKO 4
1. Tarirai Jesu Agere Pachigaro Cheushe chaMwari (Zvakazarurwa 4:1-11) 
2. Jesu ndiye Mwari 

CHITSAUKO 5 
1. Jesu Uyo Akagadzwa Pachigaro Cheushe seMumiriri waMwari Baba (Zvakazarurwa 5:1-14) 
2. Gwayana Rigere Pachigaro Cheushe 

CHITSAUKO 6
1. Nguva Nomwe Dzakatemwa naMwari (Zvakazarurwa 6:1-17) 
2. Nguva dzeZvisimbiso Zvinomwe 

CHITSAUKO 7
1. Ndiyani Achaponeswa Panguva yeKutambudzika Kukuru? (Zvakazarurwa 7:1-17) 
2. Ngativei Nekutenda Kunorwisa 
 
Mushure mekuparadzwa kwakaitwa shongwe dzekuAmerika nemagandanga, pazuva nechipfumbamwe remwedzi waGunyana, zvinonzi hu wandu hwevanhu vakanga vachienda ku-website inoti www.raptureready.com, iyo inopa mashoko pamusoro penguva dzekupedzisira, hwakawedzera kuraudza mamiriyoni masere; uyevo kuti, sezvakabva patsvakiridzo yakaitwa neCNN pamwe neTIME, zvikamu makumi mashanu nezvipfumbamwe zvevanhu vekuAmerika zvino vana kutenda kuzvakaratidzwa pamusoro pemutondwe wemugumo.
Munyori, achicherechedza dokwairo yevanhu iyi, anopa tsananguro yakajeka pamusoro pematingindira makuru anobva paBhuku yaZvakazarurwa, kusanganisira zvekuuya kwaAntikristu, nekuuraiwa kwevatsvene pamwe nekutorwa kwavo, neHumambo hweMakore-churu, uye neDenga Idzva neNyika Itsva – zvose izvi zvichibva paMagwaro uye panhungamiro yaMweya Mutsvene.
Bhuku rino rinopavo tsananguro yevhesi yoga yoga yeBhuku yaZvakazarurwa, pamwevo nemharidzo dzakadziva dzemunyori. Aninani anoverenga bhuku rino achanzwisisa zvirongwa zvose zvaMwari pamusoro penyika ino.
Zvino ndiyo nguva yekuti uone faniro huru yekuti utende kuevhangeri yemvura noMweya, kuitira kuti ugowana uchenjeri hunogona kukusunungura pakuedzwa kose nekutambudzwa kose kwenguva dzekuguma. Nemabhuku aya, uye kuburikidza nekutenda kuevhangeri yemvura noMweya, uchakwanisa kukunda kuedzwa kose nekutambudzwa kose kwakaprofitwa muna Zvakazarurwa.
更多
有声书播放器

与该标题相关的书籍

The New Life Mission

参加我们的调查

您是如何了解到我们的?