Search

VITABU PEPE NA VITABU VYA SAUTI BURE

Waraka wa Paulo Mtume kwa Wagalatia

Kishona  16

Mharidzo Pamusoro paVaGaratia - Kubva paKudzingiswa kwepaNyama Kuenda kuDaviro yeKutendeuka ( I )

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928240890 | Kurasa 441

Pakua vitabu pepe na vitabu vya sauti BURE

Chagua muundo wa faili unaopendelea na upakue salama kwenye simu yako, kompyuta au kompyuta kibao kusoma na kusikiliza mkusanyiko wa mahubiri wakati wowote na mahali popote. Vitabu vyote pepe na vitabu vya sauti ni bure kabisa.

Unaweza kusikiliza kitabu cha sauti kupitia kichezaji hapa chini. 🔻
Miliki kitabu kilichochapishwa
Nunua kitabu kilichochapishwa kwenye Amazon
Zviri Mukati
 
Zaruro 

CHITSAUKO 1
1. Ishe Akatidzikinura Kubva muNyika Ino Yakaipa (VaGaratia 1:1-5) 
2. Ko Kutenda Kwako Hakuna Kuita sekweVadzingisi Here? (VaGaratia 1:1-5) 
3. Ishe Akatidzikinura Zvakakwana uye Kamwechete Zvachose (VaGaratia 1:3-5) 
4. Hakuna Imwe Evhangeri Kunze kweEvhangeri yeMvura noMweya (VaGaratia 1:6-10) 
5. Avo Vane Moyo Yakadzikwa seVaranda vaMwari (VaGaratia 1:10-12) 
6. Kutenda kwaMupostori Pauro Nekurayira Kwaakaita Vadzingisi (VaGaratia 1:1-17) 
7. Kutenda Kwekutevedza Murairo Kunongounza Kutukwa Bedzi (VaGaratia 1:1-24) 

CHITSAUKO 2
1. Nemhaka Yei Mupostori Pauro Asina Kugamuchira Vatevedzi veMurairo? (VaGaratia 2:1-10) 
2. Chimiro cheKutenda kwaPauro (VaGaratia 2:20) 
3. Ko Takafa Uye Tikamuka Pamwe neMwanakomana waMwari Here, Nekutenda Kwedu Kwaari? (VaGaratia 2:20) 
4. Munhu Haaruramiswe neMabasa eMurairo Asi Nekutenda kuEvhangeri yeMvura noMweya (VaGaratia 2:11-21) 
5. Tinorusamiswa neKutenda Kwakachena Bedzi (VaGaratia 2:11-21) 

CHITSAUKO 3
1. Rarama Hupenyu Hwako neKutenda kuEvhangeri yeMvura noMweya Nguva Dzose (VaGaratia 3:1-11) 
2. Ko Kunzwa Kushaiwa Chinhu Mumoyo Yedu Kunobva Nguva Ipi? (VaGaratia 3:23-29) 
3. Zvino Hatichafaniri Kuva Pasi peZvituko zveMurairo (VaGaratia 3:1-29) 
 
Daviro yeKutendeuka Yakaringana Kuti Ikurwarise Pamweya

Vanhu vari panyika pose vanotya hutachiwana hwakaita seSARS, nekuti vanogona kufa mushure mekutapurirwa nehutachiwona uhu husingaoneke nemeso.
Saizvozvowo, vaKristu vari panyika pose mazuva ano vari kufa panyama nepamweya kuburikidza nekupiwa chirwere chedaviro yekutendeuka. Ndiyani angaziva kuti daviro yekutendeuka yakaresveka kudaro?
Unoziva here kuti ndiyani akaita kuti vaKristu vawire mugomba rekuvhiringidzika pamweya? Ndivo vaKristu vatadzi pachavo avo vanopira minamato yekutendeuka zuva nezuva kuti vacheneswe pazvivi zvavanoita apo vachireva ivo kuti vanodavira kuna Jesu Kristu seMuponesi wavo.
Naizvozvo, munofanira kugamuchira kuregererwa kwezvivi kuburikidza nekudavira kuShoko reevhangeri yemvura noMweya iyo yatakapiwa naMwari pakutanga. Hamufanire kurasikirwa nemukana wakaropafadzwa wekuzvarwa patsva. Isu tose tinofanira kutiza bako rine rima rekuvhiringidzika pamweya kuburikidza nekudavira kuZvokwadi yeevhangeri yemvura noMweya. Tichabva tagona kutarisa chiedza chinopenya cheZvokwadi, icho chakauya neevhangeri yemvura noMweya.
Zaidi

Vitabu vinavyohusiana na kichwa hiki

The New Life Mission

Shiriki katika utafiti wetu

Ulitujuaje?