• All e-books and audiobooks on The New Life Mission website are free
  • Explore multilingual sermons in global languages
  • Two new revised editions in English have been released
  • Check out our website translated into 27 languages
Search

FREE eBOOKS AND AUDIOBOOKS

Genesis

Shona  24

Mharidzo Pamusoro paGenesisi (III) - Hakuchina Bope, Kusava neChinhu kana Rima Zvino (I)

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928261345 | Pages 452

Download FREE eBook & AudioBook

Choose your preferred file format and safely download to your mobile device, PC, or tablet to read and listen to the sermon collections anytime, anywhere. All eBooks and AudioBooks are completely free.

You can listen to the AudioBook through the player below. 🔻
Own a Paperback
Buy a Paperback on Amazon
Zviri Mukati
 
Zaruro 
1. Mwari Anotigadzira Kuti Tive Nyeredzi dzeDenga (Genesisi 1:14-19)
2. Zuva reSabata Rinomirira Ropafadzo Yekuti Mwari Akadzima Zvivi Zvedu Zvese (Genesisi 2:1-3) 
3. Zuva reChinomwe, Mwari Paakazorora Mushure meKusika Nzvimbo Dzose uye neZvinhu Zvese Zviri Madziri (Genesisi 2:1-3)
4. Mwari Akaropafadza Sabata Akariita Dzvene (Genesisi 2:1-3) 
5. Mwari Akapa Zororo reChokwadi kuVanhu (Genesisi 2:1-3) 
6. Ko Mwari Akatisika Sei? (Genesisi 2:1-3) 
7. Ko Tinonyengedzwa neChii? (Genesisi 3:1-7) 
8. Hatigoni Zvachose Kuponeswa paChivi Kubva paKutenda kweChitendero Chakaumbwa neVanhu (Genesisi 4:1-4) 
9. Ruponeso Rwekusingaperi seMumvuri weChibairo cheYananiso (Genesisi 4:1-4) 
10. Chipiriso chepaMweya neChipiriso chepaNyama (Genesisi 4:1-5) 
11. Tinofanira Kudavira Kuna Mwari Kubva paShoko Rake (Genesisi 4:1-5) 
12. Ngatiraramei seVafudzi (Genesisi 4:1-5) 
13. Jesu Kristu Chete Ndiye Akanga Ari Chibairo cheYananiso Chakakwanira Icho Chakadzima Zvivi zveNyika (Genesisi 4:1-7)
14. Tinofanira Kubatanidza Moyo Yedu neKururama kwaMwari (Genesisi 4:1-7)
15. Abhero Ndiyani Uye Kaini Ndiyani Pamberi paMwari? (Genesisi 4:1-24) 
 
 
Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva nechinangwa ichi mupfungwa dzake. Uye Mwari akanga achida kutitsanangurira nzvimbo yeDenga, iyo isingaonekwi nemaziso enyama, asi nekushandisa muenzaniso wepanyika tinogona kuona tose uye nekunzwisisa. 
Kunyange nyika isati yavepo, Mwari akanga achida kuponesa munhu zvakakwana kuburikidza nekupa evhangeri yemvura noMweya kumoyo wemunhu wese. Naizvozvo, kunyange zvazvo vanhu vose venyama vakasika kubva muhuruva, vanofanira kudzidza uye nekuziva Zvokwadi yemvura noMweya kuti zvigonakira moyo yavo pachavo. Kana vanhu vakaramba vachirarama vasingazive hukuru hweDenga, vacharasikirwa kwete nezvinhu zvepanyika bedzi, asi nezvinhu zvese zveDenga. 
More

Books related to this title

The New Life Mission

TAKE OUR SURVEY

How did you hear about us?