• 所有新生命宣教會 The New Life Mission 網站上的電子書和有聲書均可免費下載
  • 探索以多種語言提供的全球性講道
  • 查看我們已翻譯成27種語言的網站
  • 第1、2卷新修訂版已全新推出
Search

免費電子書和有聲讀物

創世記

肖納語  23

Mharidzo Pamusoro paGenesisi (II) - Kuwa kweMunhu uye ne Ruponeso Rwakakwana rwaMwari

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928261338 | 頁碼 369

下載免費電子書和有聲讀物

選擇您喜歡的文件格式,安全下載到手機、電腦或平板電腦,隨時隨地閱讀和收聽講道集。所有電子書和有聲讀物都完全免費。

您可以通過下方播放器收聽有聲讀物。🔻
擁有平裝書
在亞馬遜購買平裝書
Zviri Mukati
 
Zaruro 

CHITSAUKO 2
1. Maropafadzo Atakapiwa naMwari (Genesisi 2:1-3) 
2. Pfungwa dzeVanhu Dzakafanana neMhute (Genesisi 2:4-6) 
3. Takasangana naJesu Kristu Chikomba Chedu (Genesisi 2:21-25) 
 
CHITSAUKO 3
1. Chokwadi Chisingashanduke Chero Chikarambwa neVanhu Vazhinji Sei (Genesisi 3:1-4) 
2. Chivi Chakasvika Pakupinda muNyika Ino (Genesisi 3:1-6) 
3. Ko Tinofanira Kugadzika Kutenda Kwedu Papi? (Genesisi 3:1-7) 
4. Simba reKutenda Kuna Mwari (Genesisi 3:1-7) 
5. Tinogona Kukunda Satani Kuburikidza neKutenda kweChokwadi Bedzi (Genesisi 3:1-7) 
6. Tinofanira Kukunda Kuronga kwaSatani Kuburikidza neKudavira kuEvhangeri yeZvokwadi (Genesisi 3:1-7) 
7. Tsvagai Pundutso yaMwari Chete Nguva Dzose (Genesisi 3:1-24) 
8. Zvivi Zvedu Zvakashambidzwa Kuburikidza neKudavira kuEvhangeri yeChokwadi (Genesisi 3:8-10) 
9. Tinofanira Kurarama Maererano neZvishuwo zvaMweya Mutsvene (Genesisi 3:8-17) 
10. Ko Zvakanaka Chaizvo Ndezvipi uye Zvakaipa Chaizvo Ndezvipi? (Genesisi 3:10-24) 
11. Kupindira kwaMwari (Genesisi 3:13-24) 
12. Ko Tinofanira Kuraramira Ani? (Genesisi 3:17-21) 
 
 
Mubhuku yaGenesisi munotsanangurwa chinangwa icho Mwari akatisika. Kana vanogadzira hurongwa hwedzimba vachironga mamiriro echivakwa kana kuti vanopenda vachigadzira mifananidzo, vanotanga vawumba zano rechivakwa chavanoda kuita mupfungwa dzavo vasati vatanga basa racho. Saizvozvo, Mwari wedu akanga aine zano rekuponeswa kwedu mupfungwa dzake asati asika matenga nenyika, uye akasika Adhamu naEva nechinangwa ichi mupfungwa dzake. Uye Mwari akanga achida kutitsanangurira nzvimbo yeDenga, iyo isingaonekwi nemaziso enyama, asi nekushandisa muenzaniso wepanyika tinogona kuona tose uye nekunzwisisa. 
Kunyange nyika isati yavepo, Mwari akanga achida kuponesa munhu zvakakwana kuburikidza nekupa evhangeri yemvura noMweya kumoyo wemunhu wese. Naizvozvo, kunyange zvazvo vanhu vose venyama vakasika kubva muhuruva, vanofanira kudzidza uye nekuziva Zvokwadi yemvura noMweya kuti zvigonakira moyo yavo pachavo. Kana vanhu vakaramba vachirarama vasingazive hukuru hweDenga, vacharasikirwa kwete nezvinhu zvepanyika bedzi, asi nezvinhu zvese zveDenga. 
更多

與該標題相關的書籍

The New Life Mission

參加我們的調查

您是如何得知我們的?