• 所有新生命宣教會 The New Life Mission 網站上的電子書和有聲書均可免費下載
  • 探索以多種語言提供的全球性講道
  • 查看我們已翻譯成27種語言的網站
  • 第1、2卷新修訂版已全新推出
Search

免費電子書和有聲讀物

約翰一書

肖納語  14

Paul C. Jong Kukura paMweya Series 3 - Tsamba Yekutanga yaJohane (I)

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928240807 | 頁碼 322

下載免費電子書和有聲讀物

選擇您喜歡的文件格式,安全下載到手機、電腦或平板電腦,隨時隨地閱讀和收聽講道集。所有電子書和有聲讀物都完全免費。

您可以通過下方播放器收聽有聲讀物。🔻
擁有平裝書
在亞馬遜購買平裝書
Zviri Mukati

Zaruro 

CHITSAUKO 1
1. Jesu Kristu ndiMwari (1 Johane 1:1-10) 
2. Une Ruwadzano naMwari Zvomene Here? (1 Johane 1:1-10) 
3. Mhando Mbiri dzeKupupura (1 Johane 1:8-10) 
4. Kupupura muZvokwadi (1 Johane 1:8-10) 

CHITSAUKO 2
1. Jesu Kristu Ndiye Mwari weChokwadi (1 Johane 2:1-5) 
2. Ishe Wedu Uyo Akava Murevereri Wedu (1 Johane 2:1-17) 
3. Ko Uri Kurarama muMurairo waMwari Here? (1 Johane 2:7-11) 
4. Musada Nyika Kana Zvinhu Zviri Mairi (1 Johane 2:15-17) 
5. Ko Vavengi vaKristu Ndevapi? (1 Johane 2:18-29) 
 
Kana uri muKristu wechokwadi, unofanira kuziva rudo rwaMwari zvakanyanya kudarika zvekungorava bedzi. Avo vanoziva uye nekudavira kuna Jesu seMuponesi wavo vanofanira kuziva rudo rwaMwari zvakasimba mukuregererwa kwavo kwezvivi uko kwakazadziswa kuburikidza neShoko reevhangeri yemvura noMweya. Tinofanira kuva vatendi vechokwadi veevhangeri ino kuti tigoziva rudo rwaMwari zvakadzama. Muevhangeri ino yechokwadi, rudo rwaMwari rwunozviratidza zvakasimba uye muhudzamu. Kana tichida kuziva Mwari serudo, ruzivo rwedu rwunofanira kubva kurudo rwaMwari rwakasimba kwatiri, urwo rwunoratidzwa muZvokwadi yeevhangeri yemvura noMweya. Ndipo bedzi patinogona kutungamirira vamwe kurudo rwaMwari rwechokwadi.
Mupostori Johane anopupura kuti Jesu Kristu, uyo akauya nemvura, neropa uye noMweya Mutsvene, ndiye Muponesi uye Mwari pachake. Donzvo reuchapupu hwake ndiro Zvokwadi yekuregererwa kwezvivi, inova yemvura, neropa uye noMweya.
Sezvazvakanyorwa muShoko raMwari, mvura inomirira bhapatidzo yaJesu iyo yaakagamuchira kubva kuna Johane Mubhapatidzi uye ropa rinomirira kutongwa kwaakagamuchira nekuda kwedu tese. Zvakare, huchapupu hweruponeso rwedu hunowanikwa muMweya Mutsvene, nemvura uye neropa (1 Johane 5:8). Hushumiri hwemvura, neropa uye noMweya Mutsvene ndehwaMwari, uhwo hwaakadzikinura nahwo vatadzi pazvivi zvavo.
更多

與該標題相關的書籍

The New Life Mission

參加我們的調查

您是如何得知我們的?