Search

GRATIS E-BOOKS EN AUDIOBOEKEN

De Brief van Paulus de Apostel aan de Galaten.

Shona  17

Mharidzo Pamusoro paVaGaratia - Kubva paKudzingiswa kwepaNyama Kuenda kuDaviro yeKutendeuka (II)

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928240906 | Pagina’s 386

Download GRATIS e-books en audioboeken

Kies uw gewenste bestandsformaat en download veilig naar uw mobiele apparaat, PC of tablet om de prekencollecties overal en altijd te lezen en te beluisteren. Alle e-books en audioboeken zijn volledig gratis.

U kunt het audioboek beluisteren via de onderstaande speler. 🔻
Bezit een paperback
Koop een paperback op Amazon
Zviri Mukati
 
Zaruro 

CHITSAUKO 4
1. Tisu Vasingazoone Rufu Zvachose, Tichirarama Hupenyu Husingaperi (VaGaratia 4:1-11) 
2. Ko Iwe Neni Tine Kutenda Kumwechete Nekwakanga Kuna Abhurahama Here? (VaGaratia 4:12-31) 
3. Musadzokera Kune Zvokuvamba Zvisina Simba Uye Zvinonzwisa Urombo zveNyika (VaGaratia 4:1-11) 
4. Tiri Vadyi veNhaka yaMwari (VaGaratia 4:1-11) 

CHITSAUKO 5
1. Garai muna Kristu Muchivimba neEvhangeri yeMvura noMweya (VaGaratia 5:1-16) 
2. Zvinoita Kutenda Kunozviratidza Kubudikidza neRudo (VaGaratia 5:1-6) 
3. Raramai neZvishuwo zvaMweya Mutsvene (VaGaratia 5:7-26) 
4. Zvishuwo zvaMweya Mutsvene neZvishuwo zveNyama (VaGaratia 5:13-26) 
5. Fambai neZvishuwo zvaMweya (VaGaratia 5:16-26) 
6. Chibereko chaMweya Mutsvene (VaGaratia 5:15-26) 
7. Musararamira Kukudzwa Pasina Asi Tsvagai Kukudzwa kweHumambo hwaMwari (VaGaratia 5:16-26) 

CHITSAUKO 6
1. Goveranai muMabasa Akanaka Ose (VaGaratia 6:1-10) 
2. Isu Pachedu Tinofanira Kurasa Kutenda kweMinamato Yekutendeuka Tichiziva Kuti Yakaresveka (VaGaratia 6:1-10) 
3. Ngatishumirei Mwari Tichitakurirana Mitoro(VaGaratia 6:1-10) 
4. Ishe Akatiponesa Kwete neRopa repaMuchinjikwa Bedzi, asi kuburikidza neEvhangeri yeMvura noMweya (VaGaratia 6:11-18) 
5. Ngatiparidze Evhangeri yeMvura noMweya neKunzwisisa Chaiko (VaGaratia 6:17-18) 
 
Daviro yeKutendeuka Yakaringana Kuti Ikurwarise Pamweya

Vanhu vari panyika pose vanotya hutachiwana hwakaita seSARS, nekuti vanogona kufa mushure mekutapurirwa nehutachiwona uhu husingaoneke nemeso.
Saizvozvowo, vaKristu vari panyika pose mazuva ano vari kufa panyama nepamweya kuburikidza nekupiwa chirwere chedaviro yekutendeuka. Ndiyani angaziva kuti daviro yekutendeuka yakaresveka kudaro?
Unoziva here kuti ndiyani akaita kuti vaKristu vawire mugomba rekuvhiringidzika pamweya? Ndivo vaKristu vatadzi pachavo avo vanopira minamato yekutendeuka zuva nezuva kuti vacheneswe pazvivi zvavanoita apo vachireva ivo kuti vanodavira kuna Jesu Kristu seMuponesi wavo.
Naizvozvo, munofanira kugamuchira kuregererwa kwezvivi kuburikidza nekudavira kuShoko reevhangeri yemvura noMweya iyo yatakapiwa naMwari pakutanga. Hamufanire kurasikirwa nemukana wakaropafadzwa wekuzvarwa patsva. Isu tose tinofanira kutiza bako rine rima rekuvhiringidzika pamweya kuburikidza nekudavira kuZvokwadi yeevhangeri yemvura noMweya. Tichabva tagona kutarisa chiedza chinopenya cheZvokwadi, icho chakauya neevhangeri yemvura noMweya.
Meer

Boeken gerelateerd aan deze titel

The New Life Mission

Doe mee aan ons onderzoek

Hoe heeft u over ons gehoord?