Search

ነጻ ኢ-መጽሐፍ እና የድምጽ መጽሐፍት

የዮሐንስ ወንጌል፤

Shona  19

Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (II) - Rudo rwaMwari urwo Rwakaratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakomana Mumwe Oga ( II )

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928241088 | ገጾች፤ 386

ኢ-መጽሐፍት እና የድምጽ መጽሐፍትን በነጻ ያውርዱ

የሚፈልጉትን የፋይል ቅርጸት ይምረጡ እና በሞባይል መሳリያዎ፣ ኮምፒውተር ወይም ታብሌት ላይ በደህንነት በማውረድ በማንኛውም ጊዜ እና ቦታ የስብከት ስብስቦችን ያንብቡ እና ያዳምጡ። ሁሉም ኢ-መጽሐፍት እና የድምጽ መጽሐፍት ሙሉ በሙሉ ነጻ ናቸው።

የድምጽ መጽሐፍትን ከዚህ በታች ባለው ማጫወቻ በኩል ማዳመጥ ይችላሉ። 🔻
የታተመ መጽሐፍ ይኑርዎት
በአማዞን ላይ የታተመ መጽሐፍ ይግዙ
Zviri Mukati

Zaruro 

CHITSAUKO 3
1. Tinofanira Kuzvarwa Patsva Kuburikidza Nekudavira kuEvhangeri yeMvura noMweya (Johane 3:1-15) 
2. Ishe Wedu Akauya Panyika Pano Kuzotiponesa paZvivi zveNyika (Johane 3:14-21) 
3. Tinofanira Kutenda Kuchii Pamberi paMwari? (Johane 3:21) 
4. Mwari Wedu ndiIshe Akatipa Hupenyu hweChokwadi, Husingaperi (Johane 3:35-36) 

CHITSAUKO 4
1. Ishe Uyo Anogadzirisa Matambudziko Edu Ose (Johane 4:3-19) 
2. Ko Moyo Yedu Inowana Kugutswa Kubva Kune Zvipi? (Johane 4:10-24) 
3. Mvura Mhenyu Iyo Inoita Kuti Munhu Asazova neNyota Zvakare (Johane 4:13-26, Johane 4:39-42) 
4. Tinofanira Kuva neKutenda Kwakaita Sei Kuti Timutsidzirwe paMweya? (Johane 4:19-26) 
5. Shoko raJesu iShoko raMwari (Johane 4:46-54) 

CHITSAUKO 5
1. Hatifanire Zvachose Kudzokera kuchiJudha (Johane 5:10-29) 
2. Ishe Anoshanyira Dziva reBhetesidha (Johane 5:1-9) 

CHITSAUKO 6
1. Shandirai Zvokudya Zvinogara Kuupenyu Husingaperi (Johane 6:16-40) 
 
Rudo rwaMwari Urwo Rwakaratidzwa Kuburikidza naJesu Kristu

Kwakanyorwa kunzi, “Hakuna munhu akatongoona Mwari, chero nguva ipi, mwanakomana akaberekwa mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu” (Johane 1:18).
Jesu akaratidza rudo rwaMwari kwatiri zvakakwanira sei! Jesu akatisunungura zvakakwanira sei! Evhangeri yemvura noMweya iZvokwadi yeruponeso yakakwanira sei! Hatina kumbofa takazvidemba pamusaka pekugamuchira ruponeso rwedu kuburikidza nekutenda kwedu kuna Jesu, uyo akauya nemvura uye neropa (1 Johane 5:6).
Ndinovimba kuti imi mose muchadavira kuna Jesu Kristu uyo akaratidza rudo rwaMwari, mugochengeta kutenda kurudo rwake mumoyo yenyu, uye mugorarama hupenyu hwenyu zuva nezuva nechinangwa chekugovera rudo irworwo. Ndinovimba kuti muchawana ropafadzo yekuregererwa kwechivi kuburikidza nekusangana naMwari neevhangeri yemvura noMweya.
ተጨማሪ

ከዚህ ርዕሰ ጋር የተዛመዱ መጽሐፎች

The New Life Mission

በዳሰሳ ጥናታችን ይሳተፉ

ስለእኛ እንዴት ሰሙ?