Search

ነጻ ኢ-መጽሐፍ እና የድምጽ መጽሐፍት

የዮሐንስ ወንጌል፤

Shona  18

Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (I) - Rudo rwaMwari urwo Rwakaratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakomana Mumwe Oga (I)

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928240975 | ገጾች፤ 364

ኢ-መጽሐፍት እና የድምጽ መጽሐፍትን በነጻ ያውርዱ

የሚፈልጉትን የፋይል ቅርጸት ይምረጡ እና በሞባይል መሳリያዎ፣ ኮምፒውተር ወይም ታብሌት ላይ በደህንነት በማውረድ በማንኛውም ጊዜ እና ቦታ የስብከት ስብስቦችን ያንብቡ እና ያዳምጡ። ሁሉም ኢ-መጽሐፍት እና የድምጽ መጽሐፍት ሙሉ በሙሉ ነጻ ናቸው።

የድምጽ መጽሐፍትን ከዚህ በታች ባለው ማጫወቻ በኩል ማዳመጥ ይችላሉ። 🔻
የታተመ መጽሐፍ ይኑርዎት
በአማዞን ላይ የታተመ መጽሐፍ ይግዙ
Zviri Mukati

Zaruro 
CHITSAUKO 1
1. Jesu Kristu, Hupenyu Hwedu (Johane 1:1-4) 
2. Tinofanira Kuberekwa naMwari (Johane 1:12-18) 
3. Rudo rwaMwari Urwo Rwunoratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakoma Mumwe Oga (Johane 1:15-18) 
4. Zvokwadi Yakapupurwa naJohane Mubhapatidzi (Johane 1:19-28) 
5. Humbowo hwemuBhaibheri Hwekuti Jesu Akatakura Zvivi Zvese zveNyika (John 1:29-39) 
6. Kutenda kweKudavira kuShoko raMwari Bedzi (Johane 1:1-8) 
7. Hatikwanise Kufara Kudarika Apa (Johane 1:29-31) 
8. Musiki Wedu Akatishanyira neChimiro Chakaita Sei? (Johane 1:1-13) 
9. Johane Mubhapatidzi Ndiyani? (Johane 1:19-42) 

CHITSAUKO 2
1. Tinofara Kana Tichigamuchira Jesu muMoyo Yedu (Johane 2:1-11) 
2. Tinogona Kuravira Maropafadzo aMwari Kana Bedzi Tichinge Taterera Shoko raMwari (Johane 2:5) 

CHITSAUKO 3
1. Tinofanira Kuzvarwa Patsva Kuburikidza neKuziva uye neKudavira neNzira Iyi (Johane 3:1-6) 
2. Ko Unodavira kuEvhangeri yeMvura noMweya Yakapiwa naMwari Here? (Johane 3:1-8) 
3. Chii Chinoita Kuti Zvigoneke Kuti Tizvarwe Patsva? (Johane 3:1-15) 
4. Ko Munoziva Rudo rwaMwari Zvomene Here? (Johane 3:16) 
5. Ngatiitei Basa repaMweya Nekutenda (Johane 3:16-17) 
 
 
Rudo rwaMwari Urwo Rwakaratidzwa Kuburikidza naJesu Kristu
 
Kwakanyorwa kunzi, “Hakuna munhu akatongoona Mwari, chero nguva ipi, mwanakomana akaberekwa mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu” (Johane 1:18).
Jesu akaratidza rudo rwaMwari kwatiri zvakakwanira sei! Jesu akatisunungura zvakakwanira sei! Evhangeri yemvura noMweya iZvokwadi yeruponeso yakakwanira sei! Hatina kumbofa takazvidemba pamusaka pekugamuchira ruponeso rwedu kuburikidza nekutenda kwedu kuna Jesu, uyo akauya nemvura uye neropa (1 Johane 5:6).
Ndinovimba kuti imi mose muchadavira kuna Jesu Kristu uyo akaratidza rudo rwaMwari, mugochengeta kutenda kurudo rwake mumoyo yenyu, uye mugorarama hupenyu hwenyu zuva nezuva nechinangwa chekugovera rudo irworwo. Ndinovimba kuti muchawana ropafadzo yekuregererwa kwechivi kuburikidza nekusangana naMwari neevhangeri yemvura noMweya.
ተጨማሪ

ከዚህ ርዕሰ ጋር የተዛመዱ መጽሐፎች

The New Life Mission

በዳሰሳ ጥናታችን ይሳተፉ

ስለእኛ እንዴት ሰሙ?