Search

ነጻ ኢ-መጽሐፍ እና የድምጽ መጽሐፍት

የሐዋርያው ጳውሎስ መልዕክት ለኤፌሶን ሰዎች፤

Shona  27

KO MWARI ARI KUTAURA KUTI CHII KWATIRI KUBURIKIDZA NETSAMBA KUVAEFESO?

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928261376 | ገጾች፤ 482

ኢ-መጽሐፍት እና የድምጽ መጽሐፍትን በነጻ ያውርዱ

የሚፈልጉትን የፋይል ቅርጸት ይምረጡ እና በሞባይል መሳリያዎ፣ ኮምፒውተር ወይም ታብሌት ላይ በደህንነት በማውረድ በማንኛውም ጊዜ እና ቦታ የስብከት ስብስቦችን ያንብቡ እና ያዳምጡ። ሁሉም ኢ-መጽሐፍት እና የድምጽ መጽሐፍት ሙሉ በሙሉ ነጻ ናቸው።

የድምጽ መጽሐፍትን ከዚህ በታች ባለው ማጫወቻ በኩል ማዳመጥ ይችላሉ። 🔻
የታተመ መጽሐፍ ይኑርዎት
በአማዞን ላይ የታተመ መጽሐፍ ይግዙ
Zviri Mukati
 
Musumo weTsamba kuVaEfeso 
Mashoko eYambiro Kubva kuMunyori 
1. Ko Vana vaMwari Vakavepo Sei? (VaEfeso 1:1-23) 
2. Ndiyani Ari paMweya muMaziso aMwari? (VaEfeso 1:1-14) 
3. Kereke yaMwari Chii? (VaEfeso 1:23) 
4. Kururama kwaJesu Kristu Kunozadza Zvinhu Zvose muNzira Dzose (VaEfeso 1:20-23) 
5. Ko Mwari Akatiponesa Zvomene neNyasha Dzake Here? (VaEfeso 2:1-5) 
6. Jesu Ndiye Rugare Rwedu (VaEfeso 2:14-22) 
7. Jesu Akaparadza Rusvingo rweChivi Rwaitiparadzanisa naMwari (VaEfeso 2:11-22) 
8. Ko Tiri Kurarama Tichiwonga Here Kuburikidza neKuvimba neEvhangeri yeMvura noMweya? (VaEfeso 2:1-7) 
9. Itai Basa Renyu repaMweya Musingamiri (VaEfeso 3:1-21) 
10. Rudo rwaKristu Rwuri muMoyo weMutsvene Wese (VaEfeso 3:14-21) 
11. Raramai Hupenyu Hwenyu hweKutenda neKutenda Kumwe Uye neChinangwa Chimwe (VaEfeso 4:1-6) 
12. Takafuka Nyasha dzaKristu (VaEfeso 4:1-16) 
13. Iropafadzo Huru Sei Kuti Tinotsigira Hushumiri hweEvhangeri! (VaEfeso 5:1-17) 
14. Hukama Huri Pakati paMwari neKereke Yake (VaEfeso 5:22-33) 
15. Kushumira Ishe Ndiyo Nzira Yekuzadzwa Nayo naMweya Mutsvene (VaEfeso 5:18-21) 
16. Shandiranai Sekushandira Kwamunoita Kristu (VaEfeso 6:1-9) 
 
 
Nhasi uno Mwari akavaka Kereke yake pakutenda kwevanodavira kuevhangeri yemvura noMweya. Kereke yaMwari iungano yeavo vakaponeswa kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya. Naizvozvo, kana moyo yenyu iine kutenda zvino kuevhangeri yemvura noMweya, munogona kurarama hupenyu hwechokwadi hwekutenda. Hupenyu hwakadaro hwekutenda hunogoneka bedzi muKereke yaMwari. Pamusoro pazvo, kutenda kwakadaro bedzi ndiko kunotikwanisa kuti tirarame nekusingaperi muHumambo hwaIshe. Kuburikidza nekutenda uku, tinofanira kugamuchira rudo rweruponeso pamwe nemaropafadzo ose eDenga kubva kuna Mwari Baba, Jesu Kristu uye naMweya Mutsvene.
Ndinopa kuwonga kwangu kose kuna Mwari.
ተጨማሪ
በነጻ የሚታደል የታተመ መጽሐፍ፤
ይህንን የታተመ መጽሐፍ ጋሪው ላይ ጨምር፤

ከዚህ ርዕሰ ጋር የተዛመዱ መጽሐፎች

The New Life Mission

በዳሰሳ ጥናታችን ይሳተፉ

ስለእኛ እንዴት ሰሙ?