Search

SÁCH ĐIỆN TỬ VÀ SÁCH NÓI MIỄN PHÍ

Tà giáo/dị giáo

Tiếng Shona  26

Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (Ⅱ)

Rev. Paul C. Jong | ISBN 9788928261369 | Trang 479

Tải xuống sách điện tử và sách nói MIỄN PHÍ

Chọn định dạng tệp ưa thích và tải xuống an toàn vào điện thoại di động, máy tính hoặc máy tính bảng để đọc và nghe các bộ sưu tập bài giảng mọi lúc mọi nơi. Tất cả sách điện tử và sách nói đều hoàn toàn miễn phí.

Bạn có thể nghe sách nói qua trình phát bên dưới. 🔻
Sở hữu sách in
Mua sách in trên Amazon
Zviri Mukati
 
Zaruro 
1. Hamuzivi Here Kuti Kunamata Zvifananidzo Hutsausi? (1 Madzimambo 10:1-29) 
2. Chituko chaMwari kuVatsausi (1 Madzimambo 15:25-34) 
3. Vatsausi vaNhasi Uno Avo Vakafanana naMambo Ahabhu (1 Madzimambo 21:1-26) 
4. Kune Varanda vaMwari Vachiri paNyika Pano (1 Madzimambo 22:1-40) 
5. VaKristu Vanofanira Zvino Kupinduka Uye Vagodavira kuEvhangeri yeMvura noMweya (1 Madzimambo 22:51-53) 
6. Ndevapiko Vatungamiri vechiKristu Vanongotsvaga Mari Chete Ava? (2 Madzimambo 5:1-27) 
7. Nenguva Yakaita Seino Mangwana, Muchaziva Kuti Ruponeso rweChokwadi Chii (2 Madzimambo 7:1-20) 
8. Ko Vaprofita veNhema Ndevapi Mukati mechiKristu Nhasi Uno? (Mateo 7:15-27) 
9. Ngatitungamirirei kuZvokwadi Vatsausi Avo Vasingadaviri Kuti Jesu ndiye Kristu!! (1 Johane 5:1-12) 
10. Musauraya Hupenyu hweVakazvarwa Patsva (Genesisi 9:1-7) 
11. Ko Tinofanira Kuita Sei Kuti Tidzivirire Kunamata Zvifananidzo Pamberi paMwari saSoromoni Munamati weZvifananidzo (1 Madzimambo 9:1-9) 
12. Kune Vavhimi Vane Simba Vanonanga Moyo yeVanhu (Genesisi 10:1-14) 
13. Zvizvarwa zvaHamu, Vavhimi Vakuru veMoyo (Genesisi 10:1-32) 
14. Chidzidzo Kubva paShongwe yeBhabheri (Genesisi 11:1-9) 
15. Unofanira Kurarama Kutenda Kwako neKutenda Kwakarurama seIbwe neDhaka (Genesisi 11:1-9) 
 
 
MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya, ndiye Muponesi wavo wechokwadi. Kunyange zvakadaro, kune vaJudha vazhinji vachakamirira Muponesi wavo, kunyange nazvino.
Ko munodavira uye nekutevera Mwari nekumunzwisisa kwakakwana here parizvino? Kana musingadaro, hamusi here kunamata zvimhuru zvegoridhe muchizvitora saMwari? Kana makadaro, bva munofanira kuziva zvokwadi yekuti muri kunamata chifananidzo pamberi paMwari sezvakaita vaIsraeri. Munofanira kubva madzoka kuti musangane naIshe uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya. Ndine chokwadi kuti muchakwanisa kudavira kuZvokwadi yeevhangeri kana muchinge maziva zvomene pamberi paMwari kuti Zvokwadi yeruponeso muevhangeri yemvura noMweya chii, handizvo here?
Ndinoshuwira kupa huchapupu pamberi penyu hwekutenda kwechokwadi uye neZvokwadi pasi pemusoro webhuku unoti, “Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zvaJerobhoamu.” Ndinovimba kuti muchava vanhu vekutenda kumwechete nekwangu.
Thêm
Sách In Miễn phí
Thêm sách in vào giỏ

Những sách liên quan đến tựa đề này

The New Life Mission

Tham gia khảo sát của chúng tôi

Bạn biết đến chúng tôi qua đâu?